Zororo phumlan funeral policy

Zororo phumlan funeral policy We specialize in funeral policys (zororo phumulani)

29/06/2025

Mamuka sei Hama neshamwari maizviziv a here Kuti R79 unokwanisa kubatsirwa Kana waita sambudziko

12/03/2025

With R79 we take you home from South Africa to were ever in Zimbabwe ask me how

Kana usina funeral policy uchazvifambisa sei nhaiwe R79 chete tinosvika kwenyu ask me how

https://chat.whatsapp.com/BZwjs0qqg6cHZ0kJ8vJbHH

kwete kumirira kanzatu kanzatu

Kufa kwadirwa sugar pa zororo unopinda wozvisarudzira kara yaunoda wobva waenda kwenyu kumusha ne R79 chete ndibvenze k*...
17/07/2024

Kufa kwadirwa sugar pa zororo unopinda wozvisarudzira kara yaunoda wobva waenda kwenyu kumusha ne R79 chete ndibvenze k*ti sei pa 0679418050

20/05/2024

R79 unokwanisa kunodiwa kwenyu kuzimbabwe ask me how

More information 0679418053

02/03/2024

R89 ndiyo nzira one yekuudza mhuri yako Kuti ndinokuda uri pa Zororo Phumlani funeral policy ask how
More info 0679418053

Ne R79  chete unokwanisa kuendeswa kwenyu kungawa kupi mu zimbabwe ne zororo phumlan ask how 0679418053 for mor informat...
11/02/2024

Ne R79 chete unokwanisa kuendeswa kwenyu kungawa kupi mu zimbabwe ne zororo phumlan ask how 0679418053 for mor information

Kunewe mu Zimbabwe uri kuraramira mu South Africa ndinokukurudzira k*tora Policy iyo inoshanda muno nekumusha kuisa hama...
27/01/2024

Kunewe mu Zimbabwe uri kuraramira mu South Africa ndinokukurudzira k*tora Policy iyo inoshanda muno nekumusha kuisa hama neshamwari dziri kumusha pa policy yake hazvinei k*t iwe unobhadhara kuno ivo varikumusha kungovaisa pa policy yako nhasi vatova coved kwavari ikoko. Uyezvi neavo vanoraramira dzimwe nyika mose makasununguka k*tora ma policy WOULD WIDE FAMILY PLAN. Vaka imba yako mvura isati yanay. ZORORO-PHUMULANI REPATRIATION PLAN POWED BY DOVE'S ZIMBABWE.

For more information
( Contact 0679418053 ) R89to R299 for family R79to R289 single person

12/01/2024

R89 unokwanisa kuendeswa kwenyu kuzimbabwe ne zororo phumulani funeral policy . Uone kunaka kwazvo nemari shoma shoma isingakwani hupfu .rongeka worega kumirira mutete mutete for more information 0679418053 or inbox

Thank yu all๐Ÿ‘๐Ÿ‘

Makadii hama manga muchiziva here k*ti ne R89  unokwanisa kubatsirwa ne Zororo  iwe ne spouse yako  nevana vako 6 vari p...
29/12/2023

Makadii hama manga muchiziva here k*ti ne R89 unokwanisa kubatsirwa ne Zororo iwe ne spouse yako nevana vako 6 vari pasi pe 21 years urege kumirira mutete mutete uye mutete mutete wak*todhura kusarika policy manga makambozvionawo here

Address

Langa

Telephone

+27679418053

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zororo phumlan funeral policy posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share